Numeri 15:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Chizvarwa choga choga cheIsiraeri, ngachiite saizvozvo pakupira mupiro unoita zvokupiswa kuti kunhuhwirira kwawo kunofadza Tenzi. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ʋose ʋanoɓerekerwa munyika yenyu ʋanofanira kuita iɀoɀo nenzira iyi, kana ʋaciʋuya necipiriso cinopiswa, cinonhuwira ɀakanaka kunaJehova. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200213 Vose vanoberekerwa munyika yenyu vanofanira kuita izvozvo nenzira iyi, kana vachiuya nechipiriso chinopiswa, chinonhuwira zvakanaka kuna Jehovha. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Chizvarwa choga choga cheIsiraeri, ngachiite saizvozvo pakupira mupiro unoita zvokupiswa kuti kunhuhwirira kwawo kunofadza Tenzi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona13 Chizvarwa choga choga cheIsiraeri, ngachiite saizvozvo pakupira mupiro unoita zvokupiswa kuti kunhuhwirira kwawo kunofadza Tenzi. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 “ ‘Munhu wose anoberekwa munyika yenyu, anofanira kuita zvinhu izvi nenzira iyi paanenge achiuya nechipiriso chinoitwa nomoto, chive chinonhuhwira zvinofadza kuna Jehovha. Sien die hoofstuk |