Numeri 15:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 “Saka ndizvo zvamunoita pamupiro mumwe nomumwe wehandira, kana hondohwe, kana hwayana hono kana mbudzana hono. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ŋgaɀiitwe saiɀoɀo panzombe imŋe neimŋe, kana gondobge rimŋe nerimŋe, kana gwaiana rimŋe nerimŋe, kana mbudzana imŋe neimŋe. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200211 Ngazviitwe saizvozvo panzombe imwe neimwe, kana gondohwe rimwe nerimwe, kana gwayana rimwe nerimwe, kana mbudzana imwe neimwe. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 “Saka ndizvo zvamunoita pamupiro mumwe nomumwe wehandira, kana hondohwe, kana hwayana hono kana mbudzana hono. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona11 “Saka ndizvo zvamunoita pamupiro mumwe nomumwe wehandira, kana hondohwe, kana hwayana hono kana mbudzana hono. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Hando imwe neimwe kana gondobwe, gwayana rimwe nerimwe kana mbudzana, zvinofanira kugadzirwa nenzira iyoyi. Sien die hoofstuk |