Numeri 14:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Kana vaAmareki navaKanani vouya kuzokurwisai vachakuurayai namapakatwa nokuti makafuratira Tenzi. Tenzi haazovi nemi.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Nokuti ʋaAmareki naʋaKanani ʋari mberi kwenyu ipapo; mucaʋurawa nomunondo, nokuti makadzoka pakuteʋera Jehova, naiɀoɀo Jehova haaŋgaʋi nemi. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200243 Nokuti vaAmareki navaKenani vari mberi kwenyu ipapo; muchaurawa nomunondo, nokuti makadzoka pakutevera Jehovha, naizvozvo Jehovha haangavi nemi.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Kana vaAmareki navaKanani vouya kuzokurwisai vachakuurayai namapakatwa nokuti makafuratira Tenzi. Tenzi haazovi nemi.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona43 Kana vaAmareki navaKanani vouya kuzokurwisai vachakuurayai namapakatwa nokuti makafuratira Tenzi. Tenzi haazovi nemi.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 nokuti vaAmareki navaKenani vachasangana nemi ikoko. Nokuti makafuratira Jehovha, iye haangavi nemi uye muchaurayiwa nomunondo.” Sien die hoofstuk |