Numeri 14:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Gungano rose ravaIsiraeri rakaridza mhere usiku ihwohwo vakarara vachichema. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino ʋuŋgano yose yakacema ɀikuru; ʋanhu ʋakacema ʋusiku ibgobgo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20021 Zvino ungano yose yakachema zvikuru; vanhu vakachema usiku ihwohwo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Gungano rose ravaIsiraeri rakaridza mhere usiku ihwohwo vakarara vachichema. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona1 Gungano rose ravaIsiraeri rakaridza mhere usiku ihwohwo vakarara vachichema. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Usiku ihwohwo vanhu vose veungano vakasimudza manzwi avo vakachema zvikuru. Sien die hoofstuk |