Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Numeri 13:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Varume vaya vakanga vaenda naye vakati, “Hatikwanisi kundomirisana navo nokuti vakasimba kupinda isu.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Asi ʋamŋe ʋarume ʋakaŋga ʋakwira naye, ʋakati: Hatigoni kukwira kundorwa naʋanhu aʋo, nokuti ʋanotikurira nesimba.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Asi vamwe varume vakanga vakwira naye, vakati, “Hatigoni kukwira kundorwa navanhu avo, nokuti vanotikurira nesimba.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Varume vaya vakanga vaenda naye vakati, “Hatikwanisi kundomirisana navo nokuti vakasimba kupinda isu.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Varume vaya vakanga vaenda naye vakati, “Hatikwanisi kundomirisana navo nokuti vakasimba kupinda isu.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 Asi varume vakanga vaenda naye vakati, “Hatigoni kurwisa vanhu ava; vakasimba kutipfuura isu.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Numeri 13:31

Volg ons:

Advertensies

Advertensies