Numeri 13:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Varume vaya vakaenda vakandosora nyika iyoyo, kubvira parenje reZini, kundosvika kuguta rainzi Rehobhu tavakuda kupinda muguta reHamati. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Naiɀoɀo ʋakakwira ʋakandoshorenyika, ʋacibva murenje reZini, kuȿikira Rehobi, paʋanopinda Hamati. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200221 Naizvozvo vakakwira vakandosora nyika, vachibva murenje reZini, kusvikira Rehobhu, pavanopinda Hamati. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Varume vaya vakaenda vakandosora nyika iyoyo, kubvira parenje reZini, kundosvika kuguta rainzi Rehobhu tavakuda kupinda muguta reHamati. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona21 Varume vaya vakaenda vakandosora nyika iyoyo, kubvira parenje reZini, kundosvika kuguta rainzi Rehobhu tavakuda kupinda muguta reHamati. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Naizvozvo vakakwidza vakandosora nyika kubva kurenje reZini kusvikira kuRehobhi, kwakanangana neRebho Hamati. Sien die hoofstuk |