Numeri 13:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Mosesi akavatuma kundosora nyika yeKanani akati kwavari, “Endai nokuNegevhu uko mukwire kunyika yamakomo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Mosesi akaʋatuma kundoshora nyika yeKanani, akati kwaʋari: Endai nenzira iyi yeZasi, mukwire mumakomo; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200217 Mosesi akavatuma kundosora nyika yeKenani, akati kwavari, “Endai nenzira iyi yeZasi, mukwire mumakomo; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Mosesi akavatuma kundosora nyika yeKanani akati kwavari, “Endai nokuNegevhu uko mukwire kunyika yamakomo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona17 Mosesi akavatuma kundosora nyika yeKanani akati kwavari, “Endai nokuNegevhu uko mukwire kunyika yamakomo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Mozisi akati avatuma kundosora nyika yeKenani, akati kwavari, “Kwidzai mupinde nechokuNegevhi uye nomunyika yamakomo. Sien die hoofstuk |