Numeri 12:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Musarege Miriamu achiita sowakafa, somwana anoberekwa ane muviri wakadyiwadyiwa.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ŋgaarege kuʋa somŋana wakaɓerekwa akafa, imŋe nyama yake yakaʋora pakuɓuɗa kwake paɗumbu ramai ʋake. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200212 Ngaarege kuva somwana wakaberekwa akafa, imwe nyama yake yakaora pakubuda kwake padumbu ramai vake.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Musarege Miriamu achiita sowakafa, somwana anoberekwa ane muviri wakadyiwadyiwa.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona12 Musarege Miriamu achiita sowakafa, somwana anoberekwa ane muviri wakadyiwadyiwa.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Musarega achifanana nomwana akazvarwa akafa mudumbu ramai vake hafu yenyama yake yakadyiwa.” Sien die hoofstuk |