Numeri 11:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Asi nyama vachinayo mukanwa isati yapera Tenzi akavavirukira nehasha akavarova nedenda rakaipa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Nyama yakaŋga iciri pakati pameno aʋo, isati yatseŋgwa, kutsamŋa kwaJehova kukamukira ʋanhu, Jehova akaroʋa ʋanhu nehosha yakaipa kwaɀo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200233 Nyama yakanga ichiri pakati pameno avo, isati yatsengwa, kutsamwa kwaJehovha kukamukira vanhu, Jehovha akarova vanhu nehosha yakaipa kwazvo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Asi nyama vachinayo mukanwa isati yapera Tenzi akavavirukira nehasha akavarova nedenda rakaipa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona33 Asi nyama vachinayo mukanwa isati yapera Tenzi akavavirukira nehasha akavarova nedenda rakaipa. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Asi nyama ichiri pakati pamazino avo uye isati yatsengwa, kutsamwa kwaJehovha kwakapfuta pamusoro pavanhu, akavarova nehosha yakaipisisa. Sien die hoofstuk |