Numeri 11:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Joshuwa mwanakomana waNuni mubatsiri waMosesi akati kuna Mosesi, “Changamire dzivisai vanhu avo!” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ipapo Joshua, mŋanakomana waNuni, muranda waMosesi kubva paʋujaya bgake, akapindura, akati: Ishe waŋgu, Mosesi, ʋadziʋisei. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200228 Ipapo Joshua, mwanakomana waNuni, muranda waMosesi kubva paujaya hwake, akapindura, akati, “Ishe wangu, Mosesi, vadzivisei.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Joshuwa mwanakomana waNuni mubatsiri waMosesi akati kuna Mosesi, “Changamire dzivisai vanhu avo!” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona28 Joshuwa mwanakomana waNuni mubatsiri waMosesi akati kuna Mosesi, “Changamire dzivisai vanhu avo!” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Joshua mwanakomana waNuni, uyo akanga ari mubatsiri waMozisi kubva paujaya hwake, akataura nesimba akati, “Mozisi, ishe wangu, vadzivisei!” Sien die hoofstuk |