Numeri 11:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Ko mombe nehwai dzakakwana dzinowanika kupi dzingabayiwe kuti vawane nyama yavanokwana? Ko hove dzose dzomugungwa kunyange vakadziunganidzirwa vangakwane here?” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ko ʋacaɓayirwa makwai neŋombe, kuti ʋariŋgane here? Kana ʋaŋgaʋuŋganidzirwa hoʋe dzose dziri muguŋgwa, kuti ʋariŋgane here? Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200222 Ko vachabayirwa makwai nemombe, kuti varingane here? Kana vangaunganidzirwa hove dzose dziri mugungwa, kuti varingane here?” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Ko mombe nehwai dzakakwana dzinowanika kupi dzingabayiwe kuti vawane nyama yavanokwana? Ko hove dzose dzomugungwa kunyange vakadziunganidzirwa vangakwane here?” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona22 Ko mombe nehwai dzakakwana dzinowanika kupi dzingabayiwe kuti vawane nyama yavanokwana? Ko hove dzose dzomugungwa kunyange vakadziunganidzirwa vangakwane here?” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Zvichavaringana here kana dai vakaurayirwa makwai nemombe? Zvichavaringana here kana dai vakabatirwa hove dzose dziri mugungwa?” Sien die hoofstuk |