Numeri 11:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Mosesi ndokuti kuna Tenzi, “Ini ndiri kutungamirira mazana matanhatu ezviuru zvavanhu. Ndovamungati imi mungavape nyama yavanokwana kudya mwedzi wose? Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ɀino Mosesi akati: Ʋanhu aʋa, ʋandiri pakati paʋo, ʋanofamba namakumbo, ʋanoȿika ɀuru ɀinamazana matanhatu, ɀino moti: Ndicaʋape‐nyama, ʋaidye mŋedzi wose! Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200221 Zvino Mosesi akati, “Vanhu ava, vandiri pakati pavo, vanofamba namakumbo, vanosvika zviuru zvina mazana matanhatu, zvino moti: Ndichavapa nyama, vaidye mwedzi wose! Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Mosesi ndokuti kuna Tenzi, “Ini ndiri kutungamirira mazana matanhatu ezviuru zvavanhu. Ndovamungati imi mungavape nyama yavanokwana kudya mwedzi wose? Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona21 Mosesi ndokuti kuna Tenzi, “Ini ndiri kutungamirira mazana matanhatu ezviuru zvavanhu. Ndovamungati imi mungavape nyama yavanokwana kudya mwedzi wose? Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Asi Mozisi akati, “Hezvi ndiri pakati pavanhu mazana matanhatu ezviuru vanofamba netsoka, zvino imi munoti, ‘Ini ndichavapa nyama kuti vadye kwomwedzi wose!’ Sien die hoofstuk |