Numeri 11:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Ndichaburuka ndichauya ndizotaura newe ikoko. Pamweya wandakakupa, ndichatora mumwe waunawo ndichiupa kwavari. Naizvozvo ivo vachazokubatsira kuita basa rokutungamirira vanhu. Ipapo hauzotakuri basa iroro oga. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ipapo ndicaɓuruka, nditaure newe ipapo; ɀino ndicatora pamŋeya uri pamsoro pako, ndikauisa pamsoro paʋo; iʋo ʋacatakura mutoro waʋanhu pamŋe cete newe, kuti urege kuutakura iwe woga. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200217 Ipapo ndichaburuka, nditaure newe ipapo; zvino ndichatora pamweya uri pamusoro pako, ndikauisa pamusoro pavo; ivo vachatakura mutoro wavanhu pamwechete newe, kuti urege kuutakura iwe woga. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Ndichaburuka ndichauya ndizotaura newe ikoko. Pamweya wandakakupa, ndichatora mumwe waunawo ndichiupa kwavari. Naizvozvo ivo vachazokubatsira kuita basa rokutungamirira vanhu. Ipapo hauzotakuri basa iroro oga. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona17 Ndichaburuka ndichauya ndizotaura newe ikoko. Pamweya wandakakupa, ndichatora mumwe waunawo ndichiupa kwavari. Naizvozvo ivo vachazokubatsira kuita basa rokutungamirira vanhu. Ipapo hauzotakuri basa iroro oga. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Ini ndichaburuka ndigozotaura newe ipapo, uye ndichatora Mweya uri pamusoro pako ndigoisa Mweya iwoyo pamusoro pavo. Ivo vachakubatsira kutakura mutoro wavanhu kuitira kuti iwe urege kuutakura woga. Sien die hoofstuk |