Numeri 11:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Kana mukaramba muchiti ndidaro, ndinzwireiwo tsitsi mundiuraye zvenyu kuti ndirege kuramba ndakatsunga imi muchindirwadzisa.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Kana muciɗa kundiitira saiɀoɀo, cindiʋurayai henyu kamŋe, kana ndanzwirwa nyasha nemi; ndirege haŋgu kuʋona ʋurombo bgaŋgu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200215 Kana muchida kundiitira saizvozvo, chindiurayai henyu kamwe, kana ndanzwirwa nyasha nemi; ndirege hangu kuona urombo hwangu.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Kana mukaramba muchiti ndidaro, ndinzwireiwo tsitsi mundiuraye zvenyu kuti ndirege kuramba ndakatsunga imi muchindirwadzisa.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona15 Kana mukaramba muchiti ndidaro, ndinzwireiwo tsitsi mundiuraye zvenyu kuti ndirege kuramba ndakatsunga imi muchindirwadzisa.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Kana muchida kundiitira saizvozvo, ndiurayei henyu iye zvino, kana ndawana hangu nyasha pamberi penyu, uye musandirega ndichiona kuparara kwangu.” Sien die hoofstuk |