Numeri 11:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ko nyama yandingape vanhu vose ava ndingaiwane kupiko, zvavari kuchema vachiti tipe nyama tidye? Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ndicawanepiko nyama yandiŋgapa ʋanhu aʋa ʋose? Nokuti ʋanondicemera, ʋaciti: Tipe nyama, tidye. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200213 Ndichawanepiko nyama yandingapa vanhu ava vose? Nokuti vanondichemera, vachiti, ‘Tipe nyama, tidye.’ Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ko nyama yandingape vanhu vose ava ndingaiwane kupiko, zvavari kuchema vachiti tipe nyama tidye? Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona13 Ko nyama yandingape vanhu vose ava ndingaiwane kupiko, zvavari kuchema vachiti tipe nyama tidye? Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Ndingawanepiko nyama yandingapa vanhu vose ava? Vanoramba vachingondichemera vachiti, ‘Tipe nyama yokudya.’ Sien die hoofstuk |