Numeri 11:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Mosesi akanzwa vanhu vemhuri dzose vachinyunyuta vamire mutumapoka pamisuo yematendhe avo. Tenzi akavirukira vanhu zvikuru nehasha. Mosesi akasuwa zvikuru. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀino Mosesi wakanzwa ʋanhu ʋacicema padzimba dzaʋo dzose, mumŋe nomumŋe pamukoʋa wetente rake; Jehova akatsamŋa kwaɀo; naiye Mosesi wakanga asiŋgafari. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200210 Zvino Mosesi akanzwa vanhu vachichema padzimba dzavo dzose, mumwe nomumwe pamukova wetende rake; Jehovha akatsamwa kwazvo; naiye Mosesi akanga asingafari. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Mosesi akanzwa vanhu vemhuri dzose vachinyunyuta vamire mutumapoka pamisuo yematendhe avo. Tenzi akavirukira vanhu zvikuru nehasha. Mosesi akasuwa zvikuru. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona10 Mosesi akanzwa vanhu vemhuri dzose vachinyunyuta vamire mutumapoka pamisuo yematendhe avo. Tenzi akavirukira vanhu zvikuru nehasha. Mosesi akasuwa zvikuru. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Mozisi akanzwa vanhu vemhuri dzose vachiungudza, mumwe nomumwe pamukova wetende rake. Jehovha akatsamwa kwazvo, uye Mozisi akatambudzika. Sien die hoofstuk |