Numeri 10:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Dzinza rokwaNafutari raitungamirirwa naAhira mwanakomana waEnani. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ƃoka rorudzi rwaʋana ʋaNaftari rakaŋga ricirairwa naAhira, mŋanakomana waEnani. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200227 Boka rorudzi rwavana vaNafutari rakanga richirairwa naAhira, mwanakomana waEnani. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Dzinza rokwaNafutari raitungamirirwa naAhira mwanakomana waEnani. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona27 Dzinza rokwaNafutari raitungamirirwa naAhira mwanakomana waEnani. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 uye Ahira mwanakomana waEnani akanga ari mukuru weboka rorudzi rwaNafutari. Sien die hoofstuk |