Numeri 10:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Dzinza rokwaBhenjamini raitungamirirwa naAbhidhana mwanakomana wokwaGideoni. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ƃoka rorudzi rwaʋana ʋaBenjamini rakaŋga ricirairwa naAbidani, mŋanakomana waGideoni. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200224 Boka rorudzi rwavana vaBhenjamini rakanga richirairwa naAbhidhani, mwanakomana waGidheoni. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Dzinza rokwaBhenjamini raitungamirirwa naAbhidhana mwanakomana wokwaGideoni. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona24 Dzinza rokwaBhenjamini raitungamirirwa naAbhidhana mwanakomana wokwaGideoni. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Uye Abhidhani mwanakomana waGidheoni akanga ari mukuru weboka rorudzi rwaBhenjamini. Sien die hoofstuk |