Numeri 10:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Pfurai mabhosvo esirivha maviri anoridzirwa vaIsiraeri kuti vaungane uyewo panguva yokuti vachitama. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Uɀiitire hwamanda mbiri dzesirveri; unofanira kudziita nesirveri yakapambadzirwa; idzo dzinofanira kukuɓatsira kuɗana ʋuŋgano nokuraira kuti mapoka afambe. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20022 “Uzviitire hwamanda mbiri dzesirivha; unofanira kudziita nesirivha yakapambadzirwa; idzo dzinofanira kukubatsira kudana ungano nokuraira kuti mapoka afambe. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Pfurai mabhosvo esirivha maviri anoridzirwa vaIsiraeri kuti vaungane uyewo panguva yokuti vachitama. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Pfurai mabhosvo esirivha maviri anoridzirwa vaIsiraeri kuti vaungane uyewo panguva yokuti vachitama. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Ita hwamanda mbiri dzesirivha yakapambadzirwa, ugodzishandisa kudana ungano pamwe chete uye kuti mapoka afambe. Sien die hoofstuk |