Numeri 10:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Vaiteverwa nevanhu vedzinza rokwaRubheni vari mumapoka avo. Vaitungamirirwa naErizuru mwanakomana waShedheuri. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀino mureza weɓoka raRubeni wakasimuka namapoka aʋo; ɓoka rake rakaŋga ricirairwa naErizuri, mŋanakomana waShedeuri. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200218 Zvino mureza weboka raRubheni wakasimuka namapoka avo; boka rake rakanga richirairwa naErizuri, mwanakomana waShedheuri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Vaiteverwa nevanhu vedzinza rokwaRubheni vari mumapoka avo. Vaitungamirirwa naErizuru mwanakomana waShedheuri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona18 Vaiteverwa nevanhu vedzinza rokwaRubheni vari mumapoka avo. Vaitungamirirwa naErizuru mwanakomana waShedheuri. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Mapoka omusasa waRubheni akatevera, vari pasi pomureza wavo. Erizuri mwanakomana waShedheuri ndiye akanga achivatungamirira. Sien die hoofstuk |