Numeri 10:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Vanhu vakatangisa kufamba sokuudzwa kwakanga kwaitwa Mosesi naTenzi. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ʋakataŋga kufamba seɀaʋakarairwa naJehova nomuromo waMosesi. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200213 Vakatanga kufamba sezvavakarairwa naJehovha nomuromo waMosesi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Vanhu vakatangisa kufamba sokuudzwa kwakanga kwaitwa Mosesi naTenzi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona13 Vanhu vakatangisa kufamba sokuudzwa kwakanga kwaitwa Mosesi naTenzi. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Nguva ino, kwokutanga, vakafamba sezvavakanga varayirwa naJehovha kubudikidza naMozisi. Sien die hoofstuk |