Numeri 1:51 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika51 Pamunenge motamisa tendhe rinoera, vaRevhi ngavaripete vachindoridzikazve kwamuchazombogara. Mumwe munhuwo zvake asiri muRevhi anenge asvika padyo naro ngaaurayiwe. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)51 Ɀino kana tabernakeri icipfuʋura mberi, ʋaRevi ndiʋo ʋanofanira kuibvisa; ʋuye kana tabernakeri icidzikwa ɀe, ʋaRevi ndiʋo ʋanofanira kuiʋaka; munhu usina‐kufanira unosweɗera’ko, unofanira kuʋurawa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200251 Zvino kana tabhenakeri ichipfuura mberi, vaRevhi ndivo vanofanira kuibvisa; uye kana tabhenakeri ichidzikwazve, vaRevhi ndivo vanofanira kuivaka; munhu asina kufanira anoswederako, anofanira kuurawa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika51 Pamunenge motamisa tendhe rinoera, vaRevhi ngavaripete vachindoridzikazve kwamuchazombogara. Mumwe munhuwo zvake asiri muRevhi anenge asvika padyo naro ngaaurayiwe. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona51 Pamunenge motamisa tendhe rinoera, vaRevhi ngavaripete vachindoridzikazve kwamuchazombogara. Mumwe munhuwo zvake asiri muRevhi anenge asvika padyo naro ngaaurayiwe. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi51 Panguva yose inobviswa tabhenakeri, vaRevhi ndivo vanofanira kuidzikisa pasi, uye panguva yose yainomiswa, vaRevhi ndivo vanofanira kuita izvozvo. Ani zvake mumwewo anoswedera kwairi achaurayiwa. Sien die hoofstuk |