Numeri 1:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Vakaverengwa mudzinza raDhani vose vaisvika makumi matanhatu ezviuru ane zviuru zviviri namazana manomwe. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaDani, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi matanhatu namazana manomŋe. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200239 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaDhani, vakasvika zviuru zvina makumi matanhatu namazana manomwe. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Vakaverengwa mudzinza raDhani vose vaisvika makumi matanhatu ezviuru ane zviuru zviviri namazana manomwe. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona39 Vakaverengwa mudzinza raDhani vose vaisvika makumi matanhatu ezviuru ane zviuru zviviri namazana manomwe. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Vakaverengwa kubva kurudzi rwaDhani vaisvika zviuru makumi matanhatu nezviviri, namazana manomwe. Sien die hoofstuk |