Numeri 1:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Vakaverengwa mudzinza raManase vose vaisvika makumi matatu ezviuru ane zviuru zviviri namazana maviri. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaManase, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi matatu neɀiʋiri namazana maʋiri. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200235 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaManase, vakasvika zviuru zvina makumi matatu nezviviri namazana maviri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Vakaverengwa mudzinza raManase vose vaisvika makumi matatu ezviuru ane zviuru zviviri namazana maviri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona35 Vakaverengwa mudzinza raManase vose vaisvika makumi matatu ezviuru ane zviuru zviviri namazana maviri. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Vakaverengwa kubva kurudzi rwaManase vaisvika zviuru makumi matatu nezviviri, namazana maviri. Sien die hoofstuk |