Numeri 1:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Vakaverengwa mudzinza raEfuremu vose vaisvika makumi mana ezviuru ana mazana mashanu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaEfraimi, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manna namazana mashanu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200233 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaEfuremu, vakasvika zviuru zvina makumi mana namazana mashanu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Vakaverengwa mudzinza raEfuremu vose vaisvika makumi mana ezviuru ana mazana mashanu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona33 Vakaverengwa mudzinza raEfuremu vose vaisvika makumi mana ezviuru ana mazana mashanu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Vakaverengwa kubva kurudzi rwaEfuremu vaisvika zviuru makumi mana, namazana mashanu. Sien die hoofstuk |