Numeri 1:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Mudzinza raJosefi, dzinza rokwaEfuremu vakaverengwa pazvizvarwa zvavo mhuri nemhuri nedzimba dzamadzibaba avo uye pauwandi hwamazita avo mumwe nomumwe wavarume vose vaiva namakumi maviri amakore okuberekwa navaipfuura iwayo vaikwanisa kuenda kuhondo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ʋokuʋana ʋaJosefa, iʋo ʋana ʋaEfraimi, naʋana ʋaʋo, ʋakaʋereŋgwa mhuri dzaʋo, nedzimba dzamadziɓaɓa aʋo, namazita aʋo, ʋakaŋga ʋanamakore makumi maʋiri, ʋose ʋaigona kundorwa, Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200232 Vokuvana vaJosefa, ivo vana vaEfuremu, navana vavo, vakaverengwa mhuri dzavo, nedzimba dzamadzibaba avo, namazita avo, vakanga vana makore makumi maviri, vose vaigona kundorwa, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Mudzinza raJosefi, dzinza rokwaEfuremu vakaverengwa pazvizvarwa zvavo mhuri nemhuri nedzimba dzamadzibaba avo uye pauwandi hwamazita avo mumwe nomumwe wavarume vose vaiva namakumi maviri amakore okuberekwa navaipfuura iwayo vaikwanisa kuenda kuhondo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona32 Mudzinza raJosefi, dzinza rokwaEfuremu vakaverengwa pazvizvarwa zvavo mhuri nemhuri nedzimba dzamadzibaba avo uye pauwandi hwamazita avo mumwe nomumwe wavarume vose vaiva namakumi maviri amakore okuberekwa navaipfuura iwayo vaikwanisa kuenda kuhondo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Kubva kuvanakomana vaJosefa: Kubva kuzvizvarwa zvaEfuremu: Varume vose vaiva namakore makumi maviri kana anodarika vaigona kurwa muhondo vakanyorwa mazita, maererano nezvinyorwa zvedzimba dzavo nezvemhuri dzavo. Sien die hoofstuk |