Mupiro 27:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Kana munhu akada kununura chegumi chake, ngaabvise mutengo wacho achiwedzera makumi maviri pazana roga roga. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Kana munhu aciɗa kudzikinura cimŋe paɀegumi ɀake, unofanira kuwedzera kwaciri ceshanu caco. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200231 Kana munhu achida kudzikinura chimwe pazvegumi zvake, anofanira kuwedzera kwachiri cheshanu chacho. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Kana munhu akada kununura chegumi chake, ngaabvise mutengo wacho achiwedzera makumi maviri pazana roga roga. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona31 Kana munhu akada kununura chegumi chake, ngaabvise mutengo wacho achiwedzera makumi maviri pazana roga roga. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Kana munhu akadzikinura chimwe chinhu pazvegumi zvake, anofanira kupamhidzira chikamu chimwe chete muzvishanu pamutengo wacho. Sien die hoofstuk |