Mupiro 27:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Kana nyakumboiturira kuna Mwari oda kudzikinura, ngaabvise mutengo wacho wemari achiwedzera makumi maviri pazana roga roga, igobva yava yake zvakare. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Kana iye wakaita imba yake tȿene aciɗa kuidzikinura, unofanira kuwedzera ceshanu cemari yawakatara iwe, ipapo icaʋa yake. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200215 Kana iye wakaita imba yake tsvene achida kuidzikinura, anofanira kuwedzera cheshanu chemari yawakatara iwe, ipapo ichava yake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Kana nyakumboiturira kuna Mwari oda kudzikinura, ngaabvise mutengo wacho wemari achiwedzera makumi maviri pazana roga roga, igobva yava yake zvakare. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona15 Kana nyakumboiturira kuna Mwari oda kudzikinura, ngaabvise mutengo wacho wemari achiwedzera makumi maviri pazana roga roga, igobva yava yake zvakare. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Kana murume anokumikidza imba yake akaidzikinura, anofanira kupamhidzira chikamu chimwe chete muzvishanu zvomutengo wayo. Uye imba ichava yake zvakare. Sien die hoofstuk |