Mupiro 27:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kana muridzi wacho ada kuchinunura ngaabvise mutengo wacho achiwedzera makumi maviri pazana roga roga rawo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino kana aciɗa kucidzikinura, unofanira kuwedzera ceshanu caco pakutara kwako. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200213 Zvino kana achida kuchidzikinura, anofanira kuwedzera cheshanu chacho pakutara kwako. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kana muridzi wacho ada kuchinunura ngaabvise mutengo wacho achiwedzera makumi maviri pazana roga roga rawo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona13 Kana muridzi wacho ada kuchinunura ngaabvise mutengo wacho achiwedzera makumi maviri pazana roga roga rawo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Kana muridzi achida kudzikinura mhuka iyi, anofanira kupamhidzira chikamu chimwe chete muzvishanu pamutengo wayo. Sien die hoofstuk |