Mupiro 27:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mupristi ngaaone kuti chakaipa here kana kuti chakanaka. Mutengo waanenge atema ndiwoyo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 ɀino muprista unofanira kucitarira muteŋgo, kana cakanaka kana cakaipa; seɀawakacitarira iwe muprista, ndiɀo ɀacicaita. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200212 zvino mupristi anofanira kuchitarira mutengo, kana chakanaka kana chakaipa; sezvawakachitarira iwe mupristi, ndizvo zvachichaita. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mupristi ngaaone kuti chakaipa here kana kuti chakanaka. Mutengo waanenge atema ndiwoyo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona12 Mupristi ngaaone kuti chakaipa here kana kuti chakanaka. Mutengo waanenge atema ndiwoyo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 uyo achatara kukosha kwayo, kuti yakanaka kana kuti yakaipa. Mutengo upi noupi uchatemwa nomuprista, ndiwo uchave mutengo wayo. Sien die hoofstuk |