Mupiro 27:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Asi kana chipfuwo chaakatsidza kupira kuna Mwari chiri chipfuwo chakan'ora, nyakutsidza ngaaende nechipfuwo ichocho kumupristi. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Kana ciri cipfuwo cisina‐kunaka, cisiŋgapiwi Jehova cokutenda naco, cipfuwo ico cinofanira kuiswa kumuprista; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200211 Kana chiri chipfuwo chisina kunaka, chisingapiwi Jehovha chokutenda nacho, chipfuwo icho chinofanira kuiswa kumupristi; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Asi kana chipfuwo chaakatsidza kupira kuna Mwari chiri chipfuwo chakan'ora, nyakutsidza ngaaende nechipfuwo ichocho kumupristi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona11 Asi kana chipfuwo chaakatsidza kupira kuna Mwari chiri chipfuwo chakan'ora, nyakutsidza ngaaende nechipfuwo ichocho kumupristi. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Kana chaakapika chiri mhuka isina kuchena, iyo isingagamuchiriki sechipiriso kuna Jehovha, mhuka iyi inofanira kupiwa kumuprista, Sien die hoofstuk |