Mupiro 1:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Munhu iyeyo ngaaiteme-teme nomusoro wayo namafuta ayo, mupristi ngaaironge paatari, ayo pamusoro pehuni dziri kubvira moto paatari. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ipapo unofanira kugura‐gura nhindi pamŋe cete nomusoro waco namafuta aco, muprista agoɀigadzira pamsoro pehuni dziri pamŋoto pamsoro peartari. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200212 Ipapo anofanira kugura-gura nhindi pamwechete nomusoro wacho namafuta acho, mupristi agozvigadzira pamusoro pehuni dziri pamoto pamusoro peatari. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Munhu iyeyo ngaaiteme-teme nomusoro wayo namafuta ayo, mupristi ngaaironge paatari, ayo pamusoro pehuni dziri kubvira moto paatari. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona12 Munhu iyeyo ngaaiteme-teme nomusoro wayo namafuta ayo, mupristi ngaaironge paatari, ayo pamusoro pehuni dziri kubvira moto paatari. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Anofanira kucheka nyama muzvidimbu uye muprista achaironga pamwe chete nomusoro namafuta pamusoro pehuni dzinenge dzichipfuta paaritari. Sien die hoofstuk |