Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Mateo 6:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Nokuti vechirudzi vanotsvaka zvose izvi asi Baba venyu vokudenga vanoziva kuti zvose izvi munozvida.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Nokuti ʋahedeni ʋanotȿaka iɀoɀi ɀose, nokuti Ƃaba ʋenyu ʋokuɗeŋga ʋanoziʋa kuti munoshaiwa iɀoɀi ɀose.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Nokuti vahedheni vanotsvaka izvozvi zvose, nokuti Baba venyu vokudenga vanoziva kuti munoshayiwa izvozvi zvose.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Nokuti vechirudzi vanotsvaka zvose izvi asi Baba venyu vokudenga vanoziva kuti zvose izvi munozvida.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Nokuti vechirudzi vanotsvaka zvose izvi asi Baba venyu vokudenga vanoziva kuti zvose izvi munozvida.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 Izvi ndizvo zvinoitwa nevedzimwe ndudzi, nokuti Baba venyu vari kudenga vanoziva kuti munoda zvinhu izvi.

Sien die hoofstuk Kopieer

Mateo 6:32

Volg ons:

Advertensies

Advertensies