Mateo 6:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Saka musazvidye mwoyo muchiti tichadyei kana kuti tichanwei kana kuti tichapfekei. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Naiɀoɀo musafuŋganya muciti: Ticadyei? Kana: Ticanwei? Kana: Ticafukeiko? Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200231 “Naizvozvo musafunganya muchiti, ‘Tichadyei?’ Kana, ‘Tichanweyi?’ Kana, ‘Tichapfekeiko?’ Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Saka musazvidye mwoyo muchiti tichadyei kana kuti tichanwei kana kuti tichapfekei. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona31 Saka musazvidye mwoyo muchiti tichadyei kana kuti tichanwei kana kuti tichapfekei. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Naizvozvo musafunganya muchiti, ‘Tichadyei?’ kana kuti, ‘Tichanwei?’ kana ‘Tichapfekei?’ Sien die hoofstuk |