Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Mateo 6:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Kana musingaregereri vanhu zvikanganiso zvavo, Baba venyuwo havakuregererei zvikanganiso zvenyu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Asi kana musiŋgakanwiri ʋanhu kuɗarika kwaʋo, Ƃaɓa ʋenyu haʋaŋgakukaŋganwiriyi ʋo kuɗarika kwenyu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Asi kana musingaregerera vanhu kutadza kwavo, Baba venyu havangakuregerereiwo kutadza kwenyu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Kana musingaregereri vanhu zvikanganiso zvavo, Baba venyuwo havakuregererei zvikanganiso zvenyu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Kana musingaregereri vanhu zvikanganiso zvavo, Baba venyuwo havakuregererei zvikanganiso zvenyu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Asi kana musingaregereri vamwe zvitadzo zvavo, Baba venyu havazokuregererai zvitadzo zvenyu.

Sien die hoofstuk Kopieer




Mateo 6:15

Volg ons:

Advertensies


Advertensies