Mateo 5:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 “Makanzwawo kuti zvakanzi kuvanhu vakare musapike nhema asi kuti munotofanira kuita zvamakapika kuna Tenzi. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Makanzwa ʋo kuti ɀakanzi kunaʋekare: Usapika nhema, asi uripire Ishe pawakapika napo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200233 “Makanzwawo kuti zvakanzi kunavakare, ‘Usapika nhema, asi uripire Ishe pawakapika napo.’ Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 “Makanzwawo kuti zvakanzi kuvanhu vakare musapike nhema asi kuti munotofanira kuita zvamakapika kuna Tenzi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona33 “Makanzwawo kuti zvakanzi kuvanhu vakare musapike nhema asi kuti munotofanira kuita zvamakapika kuna Tenzi. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 “Makanzwa zvakare zvichitaurwa kuvanhu vekare kare zvichinzi, ‘Usatyora mhiko dzako, asi zadzisa mhiko dzose dzaunenge waita kuna Ishe.’ Sien die hoofstuk |