Mateo 3:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 richiti, “Uyu ndiye Mwanakomana wangu wapamwoyo anondifadza zvikuru.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ɀino tarira, inzwi rakabva kuɗeŋga, riciti: Uyu ndiye Mŋanakomana waŋgu unoɗikanwa, wandinofarira! Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200217 Zvino tarira, izwi rakabva kudenga, richiti, “Uyu ndiye Mwanakomana wangu mudiwa, wandinofarira!” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 richiti, “Uyu ndiye Mwanakomana wangu wapamwoyo anondifadza zvikuru.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona17 richiti, “Uyu ndiye Mwanakomana wangu wapamwoyo anondifadza zvikuru.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Inzwi rakabva kudenga richiti, “Uyu ndiye Mwanakomana wangu wandinoda, wandinofarira.” Sien die hoofstuk |