Mateo 2:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Josefi akasimuka akatora mwana naamai vake akaenda kunyika yeIsiraeri. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Akasimuka, ndokutora mŋana namai ʋake, akaȿika kunyika yaʋaIsraeri. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200221 Akasimuka, ndokutora mwana namai vake, akasvika kunyika yaIsiraeri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Josefi akasimuka akatora mwana naamai vake akaenda kunyika yeIsiraeri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona21 Josefi akasimuka akatora mwana naamai vake akaenda kunyika yeIsiraeri. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Saka akasimuka akatora mwana namai vake akaenda kunyika yeIsraeri. Sien die hoofstuk |