Mateo 2:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Herodhi paakafa, hoyo mutumwa waTenzi akazvionesa kuna Josefi mukurota ari muIjipiti, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Herode wakati afa, tarira, mutumŋa waShe akaʋonekwa naJosefa pakurota paEgipita, Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200219 Herodhi akati afa, tarira, mutumwa waIshe akaonekwa naJosefa pakurota muIjipiti, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Herodhi paakafa, hoyo mutumwa waTenzi akazvionesa kuna Josefi mukurota ari muIjipiti, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona19 Herodhi paakafa, hoyo mutumwa waTenzi akazvionesa kuna Josefi mukurota ari muIjipiti, Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Mushure mokufa kwaHerodhi, mutumwa waShe akazviratidza kuna Josefa muIjipiti mukurota Sien die hoofstuk |