Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Mateo 1:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Sarimoni ndokuzoberekawo Bhoazi, akamubereka naRahabhu Bhoazi akabereka Obedhi akamuberekawo naRute. Obedhi akazoberekawo Jese

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Saremoni akaɓereka Boasi kumukadzi wake Rahabi; Boasi akaɓereka Obedi kumukadzi wake Rute; Obedi akaɓereka Jesi;

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Saremoni akabereka Bhoazi kumukadzi wake Rahabhi; Bhoazi akabereka Obhedhi nomukadzi wake Rute; Obhedhi akabereka Jesi;

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Sarimoni ndokuzoberekawo Bhoazi, akamubereka naRahabhu Bhoazi akabereka Obedhi akamuberekawo naRute. Obedhi akazoberekawo Jese

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Sarimoni ndokuzoberekawo Bhoazi, akamubereka naRahabhu Bhoazi akabereka Obedhi akamuberekawo naRute. Obedhi akazoberekawo Jese

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Sarimoni baba vaBhoazi, mai vake vari Rahabhi, Bhoazi baba vaObhedhi, mai vake vari Rute, Obhedhi baba vaJese,

Sien die hoofstuk Kopieer

Mateo 1:5

Volg ons:

Advertensies

Advertensies