Mateo 1:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Murume wake Josefi somunhu akanga akarurama, uye pamusana pokusada kumufumura, akafunga zvokumuramba chinyararire. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ɀino Josefa, murume wake, ɀaakaŋga ari munhu wakarurama, asiŋgaɗi kumunyadzisa, wakafuŋga kumurega cinyararire. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200219 Zvino Josefa, murume wake, zvaakanga ari munhu akarurama, asingadi kumunyadzisa, akafunga kumuramba chinyararire. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Murume wake Josefi somunhu akanga akarurama, uye pamusana pokusada kumufumura, akafunga zvokumuramba chinyararire. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona19 Murume wake Josefi somunhu akanga akarurama, uye pamusana pokusada kumufumura, akafunga zvokumuramba chinyararire. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Asi nokuda kwokuti Josefa akanga ari munhu akarurama akafunga zvokumuramba chinyararire, asingamunyadzisi pavazhinji. Sien die hoofstuk |