Mariko 1:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Zvino pamazuva iwayo Jesu akauya achibva kuNazareti yokuGarirea akaombekwa naJohani muna Jorodhani. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Namazuʋa iwayo Jesu wakabva Nazareta muGarirea, akabapatidzwa naJohane muJordani. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20029 Namazuva iwayo Jesu akabva Nazareta muGariria, akabhabhatidzwa naJohani muna Jorodhani. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Zvino pamazuva iwayo Jesu akauya achibva kuNazareti yokuGarirea akaombekwa naJohani muna Jorodhani. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona9 Zvino pamazuva iwayo Jesu akauya achibva kuNazareti yokuGarirea akaombekwa naJohani muna Jorodhani. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Panguva iyoyo Jesu akauya achibva kuNazareta muGarirea uye akabhabhatidzwa naJohani muJorodhani. Sien die hoofstuk |