Mariko 1:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Ipapo Jesu akati kwavari, “Handeyi kumwe, kuna maguta ari pedyo ndigondoparidzawo ikoko, nokuti izvi ndizvo zvandakavinga.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Akati kwaʋari: Ŋgatiende kumŋe kumisha iri pedyo, kuti ndindoparidza ikoko ʋo, nokuti ndiɀo ɀandakaʋuyira. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200238 Akati kwavari, “Ngatiende kumwe, kumisha iri pedyo, kuti ndinoparidza ikokowo, nokuti ndizvo zvandakauyira.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Ipapo Jesu akati kwavari, “Handeyi kumwe, kuna maguta ari pedyo ndigondoparidzawo ikoko, nokuti izvi ndizvo zvandakavinga.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona38 Ipapo Jesu akati kwavari, “Handeyi kumwe, kuna maguta ari pedyo ndigondoparidzawo ikoko, nokuti izvi ndizvo zvandakavinga.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Jesu akapindura akati, “Ngatiendei kune imwe nzvimbo, kumisha iri pedyo, kuti ndinoparidzawo ikoko. Ndizvo zvandakauyira.” Sien die hoofstuk |