Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Mariko 1:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Kuzoti vamuwana, vakati kwaari, “Vanhu vose vari kukutsvakai.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

37 Ʋakamuwana, ʋakati kwaari: Ʋose ʋanokutȿakai.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

37 Vakamuwana, vakati kwaari, “Vose vanokutsvakai.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Kuzoti vamuwana, vakati kwaari, “Vanhu vose vari kukutsvakai.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

37 Kuzoti vamuwana, vakati kwaari, “Vanhu vose vari kukutsvakai.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

37 uye vakati vamuwana, vakati, “Vanhu vose vanokutsvakai!”

Sien die hoofstuk Kopieer




Mariko 1:37

Volg ons:

Advertensies


Advertensies