Mariko 1:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Zvino kuzoti ava manheru, zuva ravira, vanhu vakauya kuna Jesu navose vakanga vachirwara kana vakanga vakagarwa nemweya yakaipa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Maɗekwana, zuʋa raʋira, ʋakaisa kwaari ʋose ʋakaŋga ʋacirwadziwa, naʋakaŋga ʋakaɓatwa nemŋeya yakaipa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200232 Madekwana, zuva ravira, vakaisa kwaari vose vakanga vachirwadziwa, navakanga vakabatwa nemweya yakaipa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Zvino kuzoti ava manheru, zuva ravira, vanhu vakauya kuna Jesu navose vakanga vachirwara kana vakanga vakagarwa nemweya yakaipa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona32 Zvino kuzoti ava manheru, zuva ravira, vanhu vakauya kuna Jesu navose vakanga vachirwara kana vakanga vakagarwa nemweya yakaipa. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Manheru acho iwayo zuva ravira, vanhu vakauya kuna Jesu navose vairwara navakanga vakabatwa namadhimoni. Sien die hoofstuk |