Mariko 1:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Mukurumbira wake wakabva wapararira kwose kwose, munharaunda yose yeGarirea. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Pakarepo mukurumbira wake ukanzwika panyika yose yakapoteredza yeGarirea. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200228 Pakarepo mukurumbira wake ukanzwika panyika yose yakapoteredza yeGariria. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Mukurumbira wake wakabva wapararira kwose kwose, munharaunda yose yeGarirea. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona28 Mukurumbira wake wakabva wapararira kwose kwose, munharaunda yose yeGarirea. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Mukurumbira wake wakapararira munyika yose yeGarirea. Sien die hoofstuk |