Mariko 1:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Mweya wetsvina uya wakamupfurupfutisa ndokuridza mhere uchibva wabuda maari. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Mŋeya wetȿina ukamubvundisa, ndokuɗanidzira nenzwi guru, ndokuɓuɗa kwaari. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200226 Mweya wakaipa akamubvundisa, ndokudanidzira nezwi guru, ndokubuda kwaari. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Mweya wetsvina uya wakamupfurupfutisa ndokuridza mhere uchibva wabuda maari. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona26 Mweya wetsvina uya wakamupfurupfutisa ndokuridza mhere uchibva wabuda maari. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Mweya wakaipa wakamuzunza-zunza ndokubva wabuda maari nenzwi guru. Sien die hoofstuk |