Mariko 1:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 sokunyorwa kwazvakaitwa muna Isaya muporofita zvichinzi, “Chiona, ndinotuma nhume yangu pamberi pako, ichagadzirira nzira yako. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Seɀaɀakanyorwa mumuprofita Isaya, ɀicinzi: Tarira, ndinotuma munyai waŋgu pamberi pako, Ucakunatsira nzira yako; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20022 Sezvazvakanyorwa mumuporofita Isaya, zvichinzi, “Tarira, ‘Ndinotuma munyai wangu pamberi pako,’ Achakunatsira nzira yako; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 sokunyorwa kwazvakaitwa muna Isaya muporofita zvichinzi, “Chiona, ndinotuma nhume yangu pamberi pako, ichagadzirira nzira yako. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona2 sokunyorwa kwazvakaitwa muna Isaya muporofita zvichinzi, “Chiona, ndinotuma nhume yangu pamberi pako, ichagadzirira nzira yako. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Kwakanyorwa muna Isaya muprofita kuchinzi: “Ndichatuma nhume yangu mberi kwako, uyo achagadzira nzira yako,” Sien die hoofstuk |