Mariko 1:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 achiti, “Nguva iya yazokwana zvino, umambo hwaMwari hwava pedyo. Chipindukai mutendhe Shoko Rakanaka.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 aciti: Ŋguʋa yazad ziswa, ʋushe bgaMŋari bgasweɗera pedyo; tendeʋukai, mutende Evaŋgeri. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200215 achiti, “Nguva yazadziswa, ushe hwaMwari hwaswedera pedyo; tendeukai, mutende Vhangeri.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 achiti, “Nguva iya yazokwana zvino, umambo hwaMwari hwava pedyo. Chipindukai mutendhe Shoko Rakanaka.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona15 achiti, “Nguva iya yazokwana zvino, umambo hwaMwari hwava pedyo. Chipindukai mutendhe Shoko Rakanaka.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Akati, “Nguva yasvika. Umambo hwaMwari hwaswedera. Tendeukai mutende vhangeri!” Sien die hoofstuk |