Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Mariko 1:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Akagara murenje mazuva makumi mana achiedzwa naSatani. Imomo aingova nemhuka dzomusango, asi vatumwa vakanga vachimushandira.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 akaʋa murenje mazuʋa makumi manna, aciidzwa naSatani; wakaŋga ari kuɀikara, ʋatumŋa ʋakamushumira.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

13 akava murenje mazuva makumi mana, achiedzwa naSatani; akagara nezvikara, vatumwa vakamushandira.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Akagara murenje mazuva makumi mana achiedzwa naSatani. Imomo aingova nemhuka dzomusango, asi vatumwa vakanga vachimushandira.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Akagara murenje mazuva makumi mana achiedzwa naSatani. Imomo aingova nemhuka dzomusango, asi vatumwa vakanga vachimushandira.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 uye akanga ari murenje kwamazuva makumi mana, achiedzwa naSatani. Akanga ari pamwe chete nemhuka dzesango uye vatumwa vakamushandira.

Sien die hoofstuk Kopieer

Mariko 1:13

Volg ons:

Advertensies

Advertensies